Wt/sn/aikaka

< Wt‎ | sn
Wt > sn > aikaka

Chishona edit

Chiyowerwo (esklemesheni) edit

aikaka (kana ayikaka, haikaka)

  1. chiyowero chinoshandiswa munhu avhunduka, kana achivhundutswa nezvinhu zvisina kumufadza.
  2. vamwe vanopfupisa sokuti: ai, ayi kana hai.
    • Aikaka, ko ndaitei?