Wt/sn/ai

< Wt‎ | sn
Wt > sn > ai

Chishona edit

Chiyowerwo (esklemesheni) edit

ai (kana ayi , hai)

  1. chiyowero chinoshandiswa munhu avhunduka, kana achivhundutswa nezvinhu zvisina kumufadza.

Dudzirawito edit

ai (kana ayi, aye)

  1. chipfupiswo cha aihwa (aiwa); ayehwa (ayewa)
  2. kureva kwete, ayihwa