Wt/sn/ayehwa

< Wt‎ | sn
Wt > sn > ayehwa

Chishona edit

Dudzirawito edit

ayehwa (kana ayihwa, aihwa)

  1. kumwe kuperetwa kwa ayihwa; kureva kuramba, kusada; kuti kwete.

Bizo edit

ayehwa

  1. kureva zvimwe sa ayihwa; chirambwa, kuti kwete kunyanya parusaruro, kana munhu abvunzwa mubvunzo.