Unenaruvambo
edit
Kubva pakuti chita.
Bizokwaro
edit
Zvita
- mwedzi wegore muKarenda ye Chivanhu unotevera Mbudzi iwo uchizoteverwa na Ndira. Mwedzi uyu, mutsika medu ndiwo waipemberwa nekuita zvekutenda Mwari negore ratainge tafamba, uye nekunamatira zvinhu zvegore ridzva.