Wt/sn/Mbudzi

< Wt‎ | sn
Wt > sn > Mbudzi

Chishona edit

Unenaruvambo edit

Kubva pamhuka inezita rimwechete mbudzi.

Bizokwaro edit

Mbudzi

  1. mwedzi wegore muKarenda ye Chivanhu unotevera Gumiguru iwo uchizoteverwa na Zvita. Mutsika yedu, mwedzi uyu ndiwo mwedzi waive wekutenda, wairumbidzwa Mwari uye vanhu vaisavuraya mhuka (kana kurima?), vanhu vaisaita mapemberero.