Zimbabwe inyika yakakomberedzwa iri kuchamhembe kana chamhembechemabvazuva e Afurika.
Zvisi
editMazita ematunhu emuZimbabwe anekurusarurarudzi, kune vamwe vanotenda kushandurwa kwe mazita ezvisi uye vanomashandisa sezvaitwa pano.
- Vuchamhembe kana Chisi che Chamhembe (ndinzo nzvimbo dzino zivikanwa parizvino sa Maodzanyemba ne Chamhembe che Vumatabele)
- Midhilanzi kana Vupakati
- Vumaodzanyemba kana Chisi che Maodzanyemba (ndinzo nzvimbo dzinozivikanwa parizvino se Upakati, Mabvazuva uye Madokero eVumashona.
- Vumabvazuva (ndiyo nzvimbo inozivikanwa sa Manyikalandi parizvino)
- Masvingo
Maguta
editZimbabwe inemaguta makuru mana nemamwe madoko.
Dzimwe nzvimbo
edit- Mapopomo eVutsi-Vo-Tinha (kana Mapopomo aVhikitoriya)
- Rimuka reDhidhizha ra Gonarezhou
- Umambo hwe Zimbabwe
- Kariba (Kariva)
- KuMatombo
- Mugodhi wa Mutoroshanga Etheli
- Zvibako zve Chinhoyi