Wt/sn/zvikoro

< Wt‎ | sn
Wt > sn > zvikoro

Chishona edit

Bizo edit

zvikoro

  1. uwandu hwekuti chikoro; kureva nzvimbo dzinoendwa kunodzidza, dzinogona kunge dzakavakwa kuitwa madzimba kana kuti dzinogona kunge dziri pasi pemuti, kana pasi pezuva pacharo asi kunenge kuchidzidziswa vadzidzi zvidzidzo. Nzvimbo dzekuwana ruzivo kana kupa ruzivo.