Wt/sn/zanda

< Wt‎ | sn
Wt > sn > zanda

Chishona edit

Chiperengo edit

zanda (kana chishaiwe, chipasina)

  1. kureva kushaika kwezvinhu; kusavapo nechinhu. Chiperengo ichi chinoteverwa na motsi.

Bizo edit

zanda (kana zai)

  1. chinhu chakapoterera chinokandwa nehuku hadzi, uye chinodyiwa kana kusiyiwa pachibuda nhiyo.