Wt/sn/wangu

< Wt‎ | sn
Wt > sn > wangu

Chishona edit

Chipauro edit

wangu (uwandu vangu)

  1. kuita nehuridzi hwemunhu arikutaura.
    • Hesi Biria, uyu ndiye mwana wangu andakakuudza nezvake.

Bizo edit

wangu

  1. zitamusere remunhu aunoda zvechishamwari; zvehukama kana zverudo.
    • Hesi wangu, uri bho here?