Wt/sn/wako

< Wt‎ | sn
Wt > sn > wako

Chishona edit

Chipauro edit

wako (uwandu vako)

  1. kuita nehuridzi hwe munhu (wechipiri) anenge achitaurwa naye.
    • Ufunge Aki, kana kuziva mwana wako waunaye na Kwaye ndakakutadza.

Bizo edit

wako

  1. zitamusere remunhu anodiwa nzvechishamwari, zvehukama kana zverudo nemunhu (wechipiri) anenge achitaurwa naye.
    • Uyo wako, arikutofambidzana neshamwari dzake uyo.