Wt/sn/vusiku

< Wt | sn
Wt > sn > vusiku

Chishona

edit

Bizo

edit

vusiku (mamwemanyorerwo usiku, husiku, wusiku)

  1. nguva iri pakati pekunyura nekubuda kwezuva; nguva iri pakati pe 20:00mnh ne 03:59 ksn.

Chipauru

edit
  1. kuita nevusiku; zvevusiku.