Wt/sn/varandakadzi

< Wt‎ | sn
Wt > sn > varandakadzi

Chishona edit

Unenaruvambo edit

Shoko iri rinovamba kubva kuChikaranga.

Bizo edit

varandakadzi (kana warandakadzi)

  1. ushoma hwekuti murandakadzi, kureva varanda vechikadzi; vanhukadzi vanoshandira mumwe munhu kana vanhu.
  2. vanhukadzi vana mwene vavo.