Chisazita
edit
u- (kana a-; wa-)
- kureva iyeye mumitsara yashandukwa.
- Uneda here kuenda naye?
- Munhu unozvidaka here izvozvo zvokukanganwa?
Chivakashure (?)
edit
u-
- chivakashure chakafanana ne vu-, wu- kana hu-
- mamwe manyorerwo chivakashure chinoshandisa kureva "nyika ye"; senge Ukaranga (kureva nyika ye Vakaranga).