Chishona
editUnenaruvambo
editChikaranga chatinoti Chishona chikurusa uye chidharadhara; musarisanganise nemashoko okuti tateguru kana tatemukuru. Kubva pakuti "tete" kureva hanzvadzi yechikadzi ya baba wako.
Bizo
editteteguru (uwandu madziteteguru)
- munhu wechikadzi wekare mudzinza; munhu wechikadzi akazvarwa nokurarama munguva yekare wedzinza rako.
- munhu wekudharadhara wechikadzi wedzinza rako.