Wt/sn/svutugadzike

< Wt‎ | sn
Wt > sn > svutugadzike

Chishona edit

Bizo edit

svutugadzike

  1. chinwiwa chinofarirwa neruzhinji hwe vanhu pasirose. Inogadzirwa nekunyika mashizha akaoma kana maruva edzinze Musvutugadzike mumvura inopisa
  2. kureva tii kana tiyi pakutodza Chingezi.