Wt/sn/pedyo

< Wt | sn
Wt > sn > pedyo

Chishona

edit

Dudzirawito

edit

pedyo

  1. kureva kuva chinhambwe chidoko; padhuze. Neimwe nzira tinoti pedhlo.


Chishure (piripozisheni)

edit

pedyo

  1. kureva chiri (kunzvimbo ye) kure nenhambwe ipfupi.

Dudzirwito

edit

pedyo

  1. chiri kunzvimbo isiri kure.