Wt/sn/nguwo

< Wt‎ | sn
Wt > sn > nguwo

Chishona edit

Bizo edit

nguwo, nguo

  1. zvinhu zvinogadzirirwa kupfeka zvichifukidza mwiri kuti usave pamhene kana kutonhorwa; zvipfeko.

Mazwifanana edit