Wt/sn/mweya

< Wt | sn
Wt > sn > mweya

Chishona

edit

Bizo

edit

mweya (uwandu mweya)

  1. chinhu chisina ruvara chinofemwa nevanhu kuti vararame; pasainzi tinoti okusijeni.
  2. kureva chikamu chaMwari chavakafemera mumunhu kuti ave mupenyu, chikamu ichi chiri mukati mevanhu uye chinorarama zvamuchose kunyangwe mukupera kwe hupenyu wepanyama; mamwemashoko ndeekuti mudzimu, shavi, ruhana, hana.
  3. kureva wewa unovhuvhuta dzimwe nguva semhepo.