Wt/sn/musikana

< Wt‎ | sn
Wt > sn > musikana

Chishona edit

Bizo edit

musikana (uwandu vasikana, wasikana)

  1. munhukadzi asati ave munhumukuru; mhandara; munhu mudiki weubare weukadzi.

Chipauro edit

musikana (uwandu vasikana, wasikana)

  1. kuita nezve chisikana kana husikana.