Wt/sn/muranda

< Wt‎ | sn
Wt > sn > muranda

Chishona edit

Tsananguro edit

Shoko iri mukushandiswa kwaro kwakasiyana nekushandiswa kwarinoitwa kuChingezi, muhuranda hwekare munhu aive nekodzero senge kuti aikwanisa kuroora nekuita mhuri aine mwene wake. Pamusoro pezvo, huranda hwacho hwaigona kuitika pamakore anoverengerwa pakuguma pawo munhu wacho aisunungurwa. Kuvuraywa kwevaranda kana kubatwa nehutsinye kwaiitika asi kwaive nezita rakasiyana senge kuti kutapwa.

Bizo edit

Murumbi (uwandu Varumbi)

  1. kureva munhu anamwene wake uye anoshanda nekugara pamba pemwene wake (dzimwe nguva anogona kuva neimba yakasiyana kana zvakatenderwa).
  2. munhu anoshandira mumwe munhu.

Chipauro edit

muranda

  1. kuita nezvehuranda.

Uturikiswo edit