Wt/sn/mukomana

< Wt‎ | sn
Wt > sn > mukomana

Chishona edit

Bizo edit

mukomana (uwandu vakomana, wakomana)

  1. munhurume asati ave munhumukuru; jaya rechikomana; munhu mudiki weubare weurume.

Chipauro edit

mukomana (uwandu vakomana, wakomana)

  1. kuita nezvechikomana kana hukomana.