Wt/sn/mbofana

< Wt‎ | sn
Wt > sn > mbofana

Chishona edit

Chiperengo edit

mbofana (kana chumi)

  1. imwe nzira yekuti gumi kunyanya mukuperenga kwekare paive ne mashereni; mashereni makumi.