Wt/sn/mbeva

< Wt‎ | sn
Wt > sn > mbeva

Chishona edit

Bizo edit

mbeva (kana mbewa)

  1. kamhuka kadiki kakafanana ne gonzo kanowanikwa Pasirose, kusiyana kwako ne gonzo ndekwokuti mbeva dzinogara mumwena musango kwete mumba semakonzo. Pamusoro pezvo, dzinodyiwa senyama.