Wt/sn/mbambaira

< Wt‎ | sn
Wt > sn > mbambaira

Chishona

edit

Bizo

edit

mbambaira

  1. bura; kureva dzinde rinobereka midzi inobumba pasi pevhu. Nekumwe kutaura vamwe vanoti madima.