Wt/sn/mambo

< Wt | sn
Wt > sn > mambo

Chishona

edit

Bizo

edit

mambo (uwandu madzimambo)

  1. kureva mutongo wechirume anotonga umambo; munhurume ari pachigaro cheumambo, kana ari wechikadzi anonzi mambokadzi.
  2. (zverudo) kureva munhu anotonga moyo wemunhu zvichitaurwa nemukadzi.

Chipauro

edit

mambo

  1. kuita nezvekutonga humambo.
  2. kuita nezve simba rine munhu pavamwe vanhu kana muhupenyu.
  3. (sezvepachishamwari) kureva shamwari inoonekwa seine simba uye inoremekedzwa, ichaenda kunhu muhupenyu. Shoko rekukurudzira shamwari yechirume.