Wt/sn/makumimatatu neshanu

< Wt‎ | sn
Wt > sn > makumimatatu neshanu

Chishona edit

Chiperengo edit

makumimatatu neshanu (kana makumitatu-nashanu)

  1. chiperengo chinotevera makumimaviri nena uye chichiteverwa wo na makumimatatu netanhatu, chinoperengwa sechisanganiswa chagumi katatu na shanu; chumitatunashanu.