Wt/sn/makumimana

< Wt‎ | sn
Wt > sn > makumimana

Chishona edit

Chiperengo edit

makumimana (kana makuminna)

  1. chiperengo chinotevera makumimatatu nepfumbamwe uye chichiteverwa wo na makumimana nerimwe, chinoperengwa sechisanganiswa chagumi kanna; chuminna.