Wt/sn/machembere

< Wt‎ | sn
Wt > sn > machembere

Chishona edit

Bizo edit

machembere (kana vachembere, chembere)

  1. uwandu hwekuti muchembere kureva vanhukadzi vakura muzera; vakadzi vakwegura.

Chipauro edit

machembere (kana vachembere, chembere)

  1. kuita nezve huchembere; kukwegara.