Wt/sn/kwavo

< Wt‎ | sn
Wt > sn > kwavo

Chishona edit

Chipauro edit

kwavo (rimwe shoko kavo)

  1. kuita nevuridzi hwe vanhu vakawanda kana vuridzi hwe munhumukuru; umwene hwe vanhu vazhinji kana munhumukuru.
    • usafi wakaenda kumba kwavo futi