Chishona
editWito
editkubhabhatidza (mamwemashoko bhabhatidza)
- kureva chiito chokuisa munhu mumvura semubhabhatidzi katatu uchimunamatira senzira yochenesa nyama yake kuti aregererwa matadzo, uye achigamuchira Ishe Jesu muhupenyu hwake
kubhabhatidza (mamwemashoko bhabhatidza)