Wt/sn/jena

< Wt‎ | sn
Wt > sn > jena

Chishona edit

Bizo edit

jena (uwandu chena)

  1. muvara unowanikwa nekuvapo kwe ruvheneko; muvara wakaringana ne dema, uye unoenderana ne mukaka kana chapuku

Chipauro edit

jena

  1. muvara kava pigimendi uchena.