Wt/sn/iyaiya

< Wt‎ | sn
Wt > sn > iyaiya

Chishona edit

Chisazitachekurakidza edit

iyaiya (kana iyeiye; dziyadziya mamwemazwi: chiyachiya, chiyechiye)

  1. rinoshandiswa panenge pachinongedzerwa kana kurakidzwa chakaitika kumashure kwenguva; kunongesera munhu kuchinhu chakanganwa kana chekudhara.