Wt/sn/hondo

< Wt‎ | sn
Wt > sn > hondo

Chishona edit

Bizo edit

hondo (uwandu hondo)

  1. mugwisano unoitika pakupokana kwe vanhu kana nyika, pakusvika pakufa kwezvinhu ne vanhu; mharadzo, rufu.
  2. (dimikira) mugwisano wemupfungwa, muhana kana mumoyo wokusaziva zvokuita, kutaura kana kusarudza.