Wt/sn/hanzvadzi

< Wt‎ | sn
Wt > sn > hanzvadzi

Chishona edit

Bizo edit

hanzvadzi

  1. kureva vanhu vakazvarwa kubva kuna amai na baba wako vese vaviri, kana kuti munhu ana amai kana baba mumwechete newe.
  2. munhu akazvarwa kubva kune hanzvadzikomana dza baba wako; vana vababamukuru kana babamudiki wako.
  3. munhu anehukama huripedyo hwepamoyo newe.

Mamwemashoko edit