Wt/sn/gumbo

< Wt‎ | sn
Wt > sn > gumbo

Chishona edit

Bizo edit

gumbo (uwandu makumbo)

  1. inhengo yepachikamu chekuzasi kwe mwiri inoshandiswa kufamba nevanhu kana mhuka.
  2. mutupo unowanikwa paVashona.

Mamwe mashoko edit