Wt/sn/godo

< Wt‎ | sn
Wt > sn > godo

Chishona edit

Bizo edit

godo (uwandu magodo)

  1. mvura yakagwamba.
  2. kureva mapfupa.

Chipauro edit

godo

  1. manzwiro asina kunaka kana eshanje kumumwe munhu ne hupenyu hwake kana kubudirira kwake.