Wt/sn/gandanga

< Wt | sn
Wt > sn > gandanga

Chishona

edit

Unenaruvambo

edit

Shoko iri rinovamba kubva kuChizezuru.

Bizo

edit

gandanga (uwandu magandanga)

  1. vanhu vanounza hondo kana mharadzo pavanhu.

Chipauro

edit

gandanga

  1. kuita nezvehugandanga.
    • munhu uyu muchenge mumaziso uyo, anenge gandanga.

Uturikiswo

edit