Wt/sn/dhonza

< Wt‎ | sn
Wt > sn > dhonza

Chishona edit

Bizo edit

dhonza (kana gwaimani, ngavi)

  1. rimwe shoko rokuti nzombe, kureva mombe hono yakapingurwa kuti ikwanise kushandiswa pabasa senge kurima.