Wt/sn/danga

< Wt‎ | sn
Wt > sn > danga

Chishona edit

Bizo edit

danga (uwandu matanga)

  1. chivakwa chinovakiwa chichishandisirwa mapuranga kana simbi kuitira kuzarira zvipfuyo senge mombe, mbudzi kana makwai.

Mamwe mashoko edit