Wt/sn/damba

< Wt‎ | sn
Wt > sn > damba

Chishona edit

Bizo edit

damba (uwandu matamba)

  1. muchero wemusango unowanikwa kubva pamuti weMutamba, rinowanikwa muAfurika. Kazhinji unowanikwa mushure mekunaya kwakawanda, uye unoita kakutapira-nokuvava, ndewemuvara wechihuroro-ranjisi une mhodzi dzechimbise.

Uturikiswo edit