Wt/sn/chinongwa

< Wt‎ | sn
Wt > sn > chinongwa

Chishona edit

Bizo edit

chinongwa (uwandu zvinongwa)

  1. mugumo wakatesveka wemudziyo, chombo kana chimwe chinhu, senge mugumo webanga kana pfumo.
  2. do kana chiratidzo che chisamararo.
  3. musoro wenyaya urikutaurwa nezvawo.

Uturikiso edit