Wt/sn/bwato

< Wt‎ | sn
Wt > sn > bwato

Chishona

edit

Bizo

edit

bwato (kumwekunyorwa bgato, hwato)

  1. imhando ye chikepe chakareruka, chinemugumo wakatesveka uye chisina khiri chinotyovhiwa ne mityovhiso yakagadzirwa nemapuran'ha zvekudhara kana mapurastiki parizvino.

Uturikiso

edit