Wt/sn/bhizautare

< Wt‎ | sn
Wt > sn > bhizautare

Chishona edit

Unenaruvambo edit

Kubva pamashoko maviri eChivanhu, bhiza mhuka huru yakasimba inoshandiswa sechitakuriso uye utare simbi inoshandiswa kakuru pasirose uye yaishandiswa kazhinji muchikare chetsika ye Vashona.

Bizo edit

bhizautare (uwandu mabhizautare)

  1. chichovhwa chinemavhiri maviri, ne magiya ekuchovhesa nemakumbo; panotodzwa chingezi vanhu vanoti bhasikoro.