Wt/sn/bere

< Wt‎ | sn
Wt > sn > bere

Chishona edit

Bizo edit

bere (uwandu mapere)

  1. imhuka ye chiAfurika iri muraya redzinoyamwisa inenge imbwa uye ine makumbo mana, ekumberi akareba kudarika ekumashure uye ine zenze radzongoka. Mapere anozivikwa semhuka dzinovunganidza zviwanikwa asi haana kutapuka pakuvhima.

Uturikiswo edit