Wt/sn/ba

< Wt‎ | sn
Wt > sn > ba

Chishona edit

Bizo edit

ba

  1. chipfupiswo chinobva pakuti baba.
    • ko ba wangu?
  2. kureva baba wemunhu; shoko rinoiswa kumashure kwe zita remwana wemunhurume achidanwa nehukama hwaanahwo nemwana wako.
    • kwaziwa BaRuvarashe.