Wt/sn/anthu

< Wt | sn
Wt > sn > anthu

Chishona

edit

Unenaruvambo

edit

Kubva kuChindau.

Dudzirawito

edit

anthu (kana anhu, wanhu, vanhu, vanthu)

  1. uwandu hwekuti munhu, kureva rudzi rupenyu runofema uye runoyamwisa rwasikwa na Mwari pazuva rechitatu zvichienderana ne chitendero che Ujudha ne Ukristu.

Bizo

edit

anthu (kana vanthu, anthu)

  1. rudzi rwe mahomosapi.