Wt/sn/anataita

< Wt‎ | sn
Wt > sn > anataita

Chishona edit

Bizo edit

anataita

  1. uwandu wekuti taita; kureva hanzvadzisikana dzako; vanhukadzi vana baba kana amai vamwechete newe.
  2. vana vababamukuru kana babamudiki wako.