Muvhuro, Zvita 30, 2024 |
---|
Tikutambirei ku Wikiduramazwi re Chishona
Parizvino tine mazanhi anosvika 1,647 ari mukati we Wikiduramazwi rino |
Rugashiro
Iri i Wikiduramazwi re Chishona. Chinangwa che chirongwa chino kuumba duramazwi rizere (kana duramazwifanana) re mashoko e Chishona. Mushandisi wese anobvumidzwa kushandura, kuchinjirudza uye kuchenjemeka zvinyorwa zve pano. Asi mushure mekushandura zvinhu tinokumbira wo kuti muzvinyorese kuti tikwanise kutaudzana zvakanaka. Tatenda. |
Runyorwa |
---|
A a B b C c D d E e F f G g H h I i J j K k L l M m N n O o P p Q q R r S s T t U u V v W w X x Y y Z z |
Zvimwezvinyorwa |
---|
! 0–9 À–þ Ā–ž Α–Ω α–ω А–Я а–я א–ת ﺍ–ﻱ अ–ह অ–ঢ় ،–خ ‚ –‚ٌ ƒA–ƒ“ ˆê–›ِ–‰خ–—r–“ر–ï¶ °،–ئR |
Mimwe Mwishumo ye Wikipidhiya
| ||||||||||||||||||||||||||||||||||||
---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|
Bwaro re Wikimidhiya iduramazwi rakazvimirira pazasi peBwaro re Wikimidhiya, zvzvinoreva kuti inomaneja mimwe mwishumo (mapurojekti) yakadorongodzwa zasiyo. Parizvino, mwishumo inowanikwa muChishona iWikipidhiya basi, tirikuzama kudzosa Wikiduramazwi rakavharwa muna 2007. Nwadhi riripo asi harisati ravenezvinyorwa mukati. Mamwe ariko anowanikwa mumimwe mitauro, senge Chingezi nezvimwe wo.
|
Mimwe mitauro ye Afurika isiri pakati pe dzihombe:
|
---|
Chiakani · Chiamhari · Chibhambara · Chibhunu · Chichewa · Chitumbuka · Chiewe · Chifulani· Chikũyũ · Chihausa · Chiigbho · Chixhosa · Chizulu · Chikanuri · Chinyarwanda · Chirundi · Chiswahiri · Chikongo · Chingala · Chiganda · Chimalagasi · Chioromo · Chisangho · Chisutu · Chitswana · Chiswati · Chisomari · Chitigire · Chivhenda · Chitwi · Chiworofu · Chitsonga · Chiyorubha ·
(Tarisai bhaa repadivi kuti muone mamwe mapeji eWikipedhiya)
|