chiShona
editBizokwaro
editNayizhe (kana Naijye)
- Inyika yakakomberedzwa yekuMadokero eAfurika, inodanwa pachihofisi seRudhende rwe Nayizhe. Yakaganhurwa ne Arujeriya, Ribhiya, Chadhi, Naijeriya, Bhenini Bhurukina Faso ne Maari]]. Gutaguru rayo iNiameyi uye mutauro wayo wechihofisi ndeChifurenji.