Wt/sn/Moritani

< Wt | sn
Wt > sn > Moritani

Chishona

edit

Unenaruvambo

edit

MuChiarabhu inozivikanwa se موريتانيا kureva Mūrītānyā, muChifurenji ichinzi wo Mauritanie, uye muChibheribhe ichinzi Agawej kana Cengit, uye muChipulaa inonzi 𞤃𞤮𞤪𞤭𞤼𞤢𞤲𞤭, kureva kuti Chimoritani pachacho inodanwa kunzi Chiworofu Gànnaar.

Bizokwaro

edit

Moritani

  1. inyika uye muvuso we vuamire wakagadzikwa kuMaodzanyembaemadokero eAfurika. Muchihofisi inodanwa ichinzi Rudhende rwe Ruyisalama rwe Moritani. Vanhuveko vanonzi Vamoritani, uye munhu mumwechete anonzi Mumoritani.

Uturikiso

edit